Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndiyo mitambo yaJehova yakatarwa, ndidzo ʋuŋgano tȿene, dzamunofanira kuparidzira neŋguʋa dzakatarwa:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Ndiyo mitambo yaJehovha yakatarwa, ndidzo ungano tsvene, dzamunofanira kuparidzira nenguva dzakatarwa:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “ ‘Iyi ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, ungano tsvene dzamunodaidzira panguva dzakatarwa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy