Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 23:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 iɀi ŋgaɀiitwe, kunze kwamasaɓata aJehova, nokunze kweɀipo ɀenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuɗa kwenyu, dzamunopa Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 izvi ngazviitwe, kunze kwamaSabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 tisingaverengeri maSabata aTenzi, kana zvipo zvenyu, kana mupiro yezvakambotsidzwa kana mipiro yokupa nechido chenyu, yamunopira kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 tisingaverengeri maSabata aTenzi, kana zvipo zvenyu, kana mupiro yezvakambotsidzwa kana mipiro yokupa nechido chenyu, yamunopira kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Zvipiriso izvi zvinowedzerwa pamusoro pezviya zvamaSabata aJehovha uye pamusoro pezvipo zvenyu nezvose zvamakapikira nezvipiriso zvose zvokupa nokuzvisarudzira zvamunopa kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 23:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy