Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 22:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Kana iri mhou kana nhunɀi, musaɀiʋuraya pamusi mumŋe naʋana ʋaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Musauraya mombe nomwana wayo kana gwai nomwana waro musi mumwe chete.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 22:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy