Mupiro 22:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Musagamucira ɀakaɗai paruʋoko rwomutorwa, kuti mupe Mŋari wenyu ɀokudya ɀakaɗai, nokuti ɀakaipa, ɀakaremara, haɀiŋgagamucirwi nokuɗa kwenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Musagamuchira zvakadai paruoko rwomutorwa, kuti mupe Mwari wenyu zvokudya zvakadai, nokuti zvakaipa, zvakaremara, hazvingagamuchirwi nokuda kwenyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Uye hamufaniri kugamuchira mhuka dzakadai kubva mumaoko omutorwa muchizodzipa sechokudya chaMwari wenyu. Hadzizogamuchirwi panzvimbo yenyu nokuti dzakaremara uye hadzina kukwana.’ ” Viz kapitola |