Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Naiɀoɀo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unoʋuya neɀokudya ɀaMŋari wako; unofanira kuʋa mutȿene kwauri, nokuti ini Jehova ndinokutsaurai, ndiri mutȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Naizvozvo unofanira iwe kumutsaura, nokuti ndiye unouya nezvokudya zvaMwari wako; anofanira kuva mutsvene kwauri, nokuti ini Jehovha ndinokutsaurai, ndiri mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mubatei somunhu akateketerwa kwandiri nokuti ndiye anopira chokudya chinopirwa kuna Mwari. Kwamuri ngaave munhu akateketerwa kuna Mwari nokuti ini Tenzi ndinokuitai kuti muve vatsvene ndiri mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mubatei somunhu akateketerwa kwandiri nokuti ndiye anopira chokudya chinopirwa kuna Mwari. Kwamuri ngaave munhu akateketerwa kuna Mwari nokuti ini Tenzi ndinokuitai kuti muve vatsvene ndiri mutsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mutsaurei somutsvene nokuti ndiye anouya nezvokudya zvaMwari wenyu. Mutsaurei somutsvene nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ini ndinokuitai vatsvene.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy