Mupiro 21:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Haʋafaniri kutora mukadzi cifeʋe, kana wakacinyiwa; ŋgaʋarege kutora mukadzi wakarambga nomurume wake, nokuti mutȿene kunaMŋari wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Havafaniri kutora mukadzi chifeve, kana wakachinyiwa; ngavarege kutora mukadzi wakarambwa nomurume wake, nokuti mutsvene kuna Mwari wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ngavarege kuroora pfambi kana mukadzi akambokanganiswa kunyangwe mukadzi akarambwa nomurume wake, nokuti mupristi munhu mutsvene akatsaurirwa Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ngavarege kuroora pfambi kana mukadzi akambokanganiswa kunyangwe mukadzi akarambwa nomurume wake, nokuti mupristi munhu mutsvene akatsaurirwa Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “ ‘Havafaniri kuwana vakadzi vakasvibiswa noufeve kana kuti vakarambwa navarume vavo nokuti muprista mutsvene kuna Mwari wake. Viz kapitola |