Mupiro 21:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 asi kuhama yake yomumba, kana mai ʋake, kana ɓaɓa ʋake, kana mŋanakomana wake, kana mŋanasikana wake, kana munuŋuna wake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana mun'una wake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kunze kwehama yepedyo yakaita samai kana baba vake, mwanakomana kana mwanasikana wake, mukoma kana mununʼuna wake, Viz kapitola |