Mupiro 21:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ŋgaarege kutora cirikadzi, kana wakarambga nomurume wake, kana wakacinyiwa, kana cifeʋe, asi ŋgaatore mukadzi iciri mhandara pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ngaarege kutora chirikadzi, kana wakarambwa nomurume wake, kana wakachinyiwa, kana chifeve, asi ngaatore mukadzi ichiri mhandara pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ngaarege kuroora chirikadzi, kana mukadzi akarambwa kana mukadzi akakanganiswa kana pfambi. Asi ngaaroore musikana achiri mhandara kune vokwake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ngaarege kuroora chirikadzi, kana mukadzi akarambwa kana mukadzi akakanganiswa kana pfambi. Asi ngaaroore musikana achiri mhandara kune vokwake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Haafaniri kuwana chirikadzi, mukadzi akarambwa kana mukadzi akasvibiswa noufeve asi mhandara yakazara bedzi kubva kuvanhu vokwake, Viz kapitola |