Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 21:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 ŋgaarege kuɓuɗa panɀimbo tȿene, kana kushatsa nɀimbo tȿene yaMŋari wake, nokuti mafuta okugadza aMŋari wake ari pamsoro pake; ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 ngaarege kubuda panzvimbo tsvene, kana kushatsa nzvimbo tsvene yaMwari wake, nokuti mafuta okugadza aMwari wake ari pamusoro pake; ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 kana kubva munzvimbo tsvene yaMwari kana kuisvibisa, nokuti akakumikidzwa namafuta okuzodza aMwari wake. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 21:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy