Mupiro 21:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ŋgaarege kuȿika pacitunha, kana kuɀiȿiɓisa kunaɓaɓa ʋake kana mai ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ngaarege kusvika pachitunha, kana kuzvisvibisa kuna baba vake kana mai vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kana kuzvin'oresa nokusvika pedyo nechitunha, chingave chitunha chababa kana chaamai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 kana kuzvin'oresa nokusvika pedyo nechitunha, chingave chitunha chababa kana chaamai vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Haafaniri kupinda munzvimbo ine chitunha. Haafaniri kuzvisvibisa kunyange nokuda kwababa vake kana mai vake, Viz kapitola |