Mupiro 21:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munhu, uri muprista mukuru pakati pehama dzake, wakaɗirwa mafuta ecizoro pamusoro wake, wakatsaurwa kuti afuke ŋguʋo dzomuprista mukuru, ŋgaarege kusunuŋgura vudzi romusoro wake, kana kubvarura ŋguʋo dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Munhu, ari mupristi mukuru pakati pehama dzake, wakadirwa mafuta echizoro pamusoro wake, wakatsaurwa kuti afuke nguo dzomupristi mukuru, ngaarege kusunungura vhudzi romusoro wake, kana kubvarura nguo dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Mupristi anenge akazodzwa musoro namafuta kuva mupristi mukuru pakati pevokwake, iye akagadzwa kuti apfeke hanzu dzoupristi, haafaniri kurega vhudzi rake rakaiita jakuchichi kana kubvarura hanzu dzake Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Mupristi anenge akazodzwa musoro namafuta kuva mupristi mukuru pakati pevokwake, iye akagadzwa kuti apfeke hanzu dzoupristi, haafaniri kurega vhudzi rake rakaiita jakuchichi kana kubvarura hanzu dzake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘Muprista mukuru, uyo ari pakati pamadzikoma ake navanunʼuna vake, akadirwa mafuta okuzodzwa pamusoro pake uye akagadzwa kuti apfeke nguo dzouprista, haafaniri kurega bvudzi rake risina kukamiwa, kana kubvarura nguo dzake. Viz kapitola |