Mupiro 20:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga. Viz kapitola |