Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa mugaŋgo, ŋgaciʋe coʋupfu bgakatsetseka, bgusina‐kuʋiriswa, bgakakanyiwa namafuta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Kana chipiriso chako chezviyo chagadzirirwa mugango, chinofanira kugadzirwa noupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa namafuta pasina mbiriso.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy