Mupiro 19:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana cikatoŋgodyiwa nezuʋa retatu, ɀinonyaŋgadza; hacigamucirwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana zvimwe zvacho zvikadyiwa pazuva rechitatu hazvina kuchena uye hazvigamuchirwi. Viz kapitola |