Mupiro 19:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Cinofanira kudyiwa nomusi wamunocipa nawo, ʋuye nomusi unoteʋera; kana ɀimŋe ɀikasara kuȿikira pazuʋa retatu, ɀinofanira kupiswa nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Chinofanira kudyiwa nomusi wamunochipa nawo, uye nomusi unotevera; kana zvimwe zvikasara kusvikira pazuva retatu, zvinofanira kupiswa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ngachidyiwe musi wakarewo wachinenge chapirwa, kana mangwana acho. Zvose zvinenge zvasara zvichiripo kusvikira pazuva retatu ngazvipiswe nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ngachidyiwe musi wakarewo wachinenge chapirwa, kana mangwana acho. Zvose zvinenge zvasara zvichiripo kusvikira pazuva retatu ngazvipiswe nomoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Chichadyiwa nomusi waunochibayira kana zuva rinotevera; chinhu chipi nechipi chinosiyiwa kusvika pazuva rechitatu chinofanira kupiswa. Viz kapitola |