Mupiro 19:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Musaʋa nehanya neɀifananidzo, kana kuɀiitira ʋamŋari ʋakaʋumbga; ndini Jehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo, kana kuzviitira vamwari vakaumbwa; ndini Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo kana kuzviitira vamwari vesimbi dzakanyungudutswa. Ndini Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |