Mupiro 19:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Musaɀiceka miʋiri yenyu nokuɗa kwaʋakafa, kana kuɀitema nyora; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Musazvicheka miviri yenyu nokuda kwavakafa, kana kuzvitema nyora; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana mafirwa, musazvichekechekere kana kuzvitaratadzira miviri yenyu izvozvo. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kana mafirwa, musazvichekechekere kana kuzvitaratadzira miviri yenyu izvozvo. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “ ‘Musacheka miviri yenyu nokuda kwavakafa kana kuzviisa nyora. Ndini Jehovha. Viz kapitola |