Mupiro 19:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana muciȿika munyika, mukasima miti yamarudzi ose anodyiwa, munofanira kuti micero yayo yakaita seisina‐kudziŋgiswa; makore matatu icaʋa kwamuri seisina‐kudziŋgiswa; haifaniri kudyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Kana muchisvika munyika, mukasima miti yamarudzi ose anodyiwa, munofanira kuti michero yayo yakaita seisina kudzingiswa; makore matatu ichava kwamuri seisina kudzingiswa; haifaniri kudyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kana mazosvika kunyika iyoyo mukasima miti yemichero inodyiwa michero iyoyo ichava inorambidzwa kwamuri, hamubvumirwe kuidya kwemakore matatu, ngairege kudyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Kana mazosvika kunyika iyoyo mukasima miti yemichero inodyiwa michero iyoyo ichava inorambidzwa kwamuri, hamubvumirwe kuidya kwemakore matatu, ngairege kudyiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Kana mapinda munyika iyo mukadyara muchero upi noupi, torai michero yacho seisingabvumirwi. Kwamakore matatu munofanira kuitora seisingabvumirwi. Haifaniri kudyiwa. Viz kapitola |