Mupiro 19:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Musaita ɀisakarurama pakutoŋga; usatsaura murombo, kana kukudza unesimba; asi unofanira kutoŋga wokwako nokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Musaita zvisakarurama pakutonga; usatsaura murombo, kana kukudza une simba; asi unofanira kutonga wokwako nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Usaminamisa kururamisira, usatsaura murombo uchifarira mupfumi, asi tonga muvakidzani wako zvakakodzera. Viz kapitola |