Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 19:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Usatuka matsi, kana kupiŋganidza ɓofu; asi unofanira kutya Mŋari wako; ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu; asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “ ‘Usatuka matsi kana kuisa chigumbuso mberi kwebofu, asi itya Mwari wako. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 19:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy