Mupiro 19:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Musaɓa; musanyeŋgera, musareʋerana nhema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Musaba; musanyengera, musareverana nhema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Musabe kana kunyengedzana kana kureva nhema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Musabe kana kunyengedzana kana kureva nhema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Usaba. “ ‘Usareva nhema. “ ‘Musanyengedzana. Viz kapitola |