Mupiro 18:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti aninani unoita cinhu cimŋe caiɀoɀi ɀinonyaŋgadza, ʋanhu ʋanoɀiita ʋacabviswa pakati porudzi rwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti ani naani unoita chinhu chimwe chaizvozvi zvinonyangadza, vanhu vanozviita vachabviswa pakati porudzi rwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ani naani anoita tsika dzakaipa dzikadai achachekwa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ani naani anoita tsika dzakaipa dzikadai achachekwa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Ani naani anoita zvinonyangadza izvi, vanhu vakadaro vanofanira kubviswa kubva pavanhu vokwavo. Viz kapitola |