Mupiro 18:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 (Nokuti ʋanhu ʋenyika ino, ʋakakutaŋgirai, ʋakaita ɀinhu iɀi ɀose ɀinonyaŋgadza, nyika ikaȿiɓiswa;) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 (Nokuti vanhu venyika ino, vakakutangirai, vakaita zvinhu izvi zvose zvinonyangadza, nyika ikasvibiswa;) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndinodaro nokuti vanhu vakanga varimo, imi musati mavemo vakaita zvinhu zvakaipisisa izvozvi vakan'oresa nyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndinodaro nokuti vanhu vakanga varimo, imi musati mavemo vakaita zvinhu zvakaipisisa izvozvi vakan'oresa nyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 nokuti zvinhu zvose izvi zvakaitwa navanhu vaigara munyika iyoyo musati mavamo, uye nyika ikasvibiswa. Viz kapitola |