Mupiro 18:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Usapa mumŋe waʋana ʋako kuti apinde mumŋoto kunaMoreki, ʋuye usamhura zita raMŋari wako; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Usapa mumwe wavana vako kuti apinde mumoto kuna Moreki, uye usamhura zita raMwari wako; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Usape mwana wako kuti apisirwe Moreki mumoto uchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “ ‘Usapa ani zvake pakati pavana vako kuti vabayirwe kuna Moreki nokuti haufaniri kumhura zita raJehovha. Ndini Jehovha. Viz kapitola |