Mupiro 18:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Usafukura mukadzi womŋanakomana wako, ndimukadzi womŋanakomana wako; usamufukura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Usafukura mukadzi womwanakomana wako, ndimukadzi womwanakomana wako; usamufukura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Usasangana nomuroora wako, mukadzi womwanakomana wako; usasangana naye. Viz kapitola |