Mupiro 16:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Uyu unofanira kuʋa murairo usiŋgaperi kwamuri, kuyananisira ʋana ʋaIsraeri kamŋe cete pagore pamsoro peɀiʋi ɀaʋo. Akaita seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Uyu unofanira kuva murayiro usingaperi kwamuri, kuyananisira vana vaIsiraeri kamwe chete pagore pamusoro pezvivi zvavo.” Akaita sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Murao iwoyu uchagara uripo narini wokuti zvitadzo zvose zvevaIsiraeri zvinofanira kuripirwa kamwechete pagore.” Naizvozvo Mosesi akaita sezvaakaudzwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Murao iwoyu uchagara uripo narini wokuti zvitadzo zvose zvevaIsiraeri zvinofanira kuripirwa kamwechete pagore.” Naizvozvo Mosesi akaita sezvaakaudzwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kwamuri: Kuyananisira uku kunofanira kuitwa kamwe chete pagore, nokuda kwezvivi zvose zvavaIsraeri.” Uye zvakaitwa, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha. Viz kapitola |