Mupiro 16:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakataura naMosesi, shure kwokufa kwaʋanakomana ʋaʋiri ʋaAroni, musi waʋakasweɗera pamberi paJehova, ʋakafa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakataura naMosesi, shure kwokufa kwavanakomana vaAroni, musi wavakaswedera pamberi paJehovha, vakafa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataura kuna Mosesi shure kwokufa kwavanakomana vaviri vaAroni pavakapira kuna Tenzi vakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataura kuna Mosesi shure kwokufa kwavanakomana vaviri vaAroni pavakapira kuna Tenzi vakafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akataura naMozisi mushure mokufa kwavanakomana vaAroni vaviri avo vakafa pavakaswedera kuna Jehovha. Viz kapitola |