Mupiro 15:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unogara pacinhu cakagarwa naiye uneɀinoyerera, ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Munhu unogara pachinhu chakagarwa naiye une zvinoyerera, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ani naani anogara pambogarwa nomunhu ane zviri kubuda maari, atova munhu akan'ora. Achaswera zuva rose ari munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ani naani anogara pambogarwa nomunhu ane zviri kubuda maari, atova munhu akan'ora. Achaswera zuva rose ari munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ani naani achagara pachigaro chagarwa nomurume anobuda zvinoerera anofanira kusuka nguo dzake uye agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |