Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Saiɀoɀo munofanira kuparadzanisa ʋana ʋaIsraeri pakusanaka kwaʋo, kuti ʋarege kufa pakusanaka kwaʋo, kana ʋaciȿiɓisa tabernakeri yaŋgu iri pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 “Saizvozvo munofanira kuparadzanisa vana vaIsiraeri pakusanaka kwavo, kuti varege kufa pakusanaka kwavo, kana vachisvibisa tabhenakeri yangu iri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Ndiko kutsauranisa kwauchaita vanenge van'ora nevanenge vasina pakati pavaIsiraeri, kuti varege kufa pamusana pokun'ora kwavanenge vanako, vachin'oresa tendhe rinoera riri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 “Ndiko kutsauranisa kwauchaita vanenge van'ora nevanenge vasina pakati pavaIsiraeri, kuti varege kufa pamusana pokun'ora kwavanenge vanako, vachin'oresa tendhe rinoera riri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “ ‘Munofanira kutsaura vaIsraeri kubva pazvinhu zvose zvinoita kuti vave vasina kuchena, kuitira kuti vasafa mukusachena kwavo nokuda kwokuti vasvibisa nzvimbo yandinogara, iri pakati penyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy