Mupiro 15:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe; kana iwo apera ucaʋa wakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “ ‘Kana achinge acheneswa kubva pakuerera kwake anofanira kuverenga mazuva manomwe, mushure maizvozvo achava akachena. Viz kapitola |