Mupiro 15:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nhoʋo ipi neipi yaanoʋata pamsoro payo mazuʋa ose okuyerera kwake icaʋa kwaari senhoʋo yokuʋa kwake kumŋedzi; cinhu cipi necipi caanogara cicaʋa cisina‐kunaka, sapaŋguʋa yokusanaka kwokuʋa kwake kumŋedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nhoo ipi neipi yaanovata pamusoro payo mazuva ose okuyerera kwake ichava kwaari senhoo yokuva kwake kumwedzi; chinhu chipi nechipi chaanogara chichava chisina kunaka, sapanguva yokusanaka kwokuva kwake kumwedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Uvato upi noupi zvahwo hwaanovata mazuva ake ose okutevera uye chigaro chose chose zvacho chaanogara chichava chakan'ora sezvazvinongoita panguva yake yokutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Uvato upi noupi zvahwo hwaanovata mazuva ake ose okutevera uye chigaro chose chose zvacho chaanogara chichava chakan'ora sezvazvinongoita panguva yake yokutevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mubhedha upi zvawo waachavata pauri panguva yaanenge achiri kubuda ropa, uchava usina kuchena somubhedha wapakuva kwake kumwedzi, chose chaachagara chichava chisina kuchena sapanguva yokuva kwake kumwedzi. Viz kapitola |