Mupiro 15:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana akaɓata cinhu ciri panhoʋo, kana cinhu cipi necipi caanogara, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kana akabata chinhu chiri panhoo, kana chinhu chipi nechipi chaanogara, uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chingava chaanovata kana chii zvacho chaanogara kana munhu akangochibata chete atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chingava chaanovata kana chii zvacho chaanogara kana munhu akangochibata chete atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mubhedha kana chimwe chinhu chaanga akagara, kana munhu upi noupi akachibata achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |