Mupiro 15:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taurai naʋana ʋaIsraeri, muti kwaʋari: Kana murume aneɀimŋe ɀinoyerera, ɀinoɓuɗa pamuʋiri wake, ucaʋa usina‐kunaka nokuɗa kwokuyerera kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Taurai navana vaIsiraeri, muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoyerera, zvinobuda pamuviri wake, uchava usina kunaka nokuda kwokuyerera kwake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhurume anezvinobuda maari kubuda kwazvo ikoko kwakan'ora.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhurume anezvinobuda maari kubuda kwazvo ikoko kwakan'ora.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taurai navaIsraeri muti kwavari, ‘Kana murume upi zvake ane zvimwe zvinoerera, zvinobuda pamuviri wake, uye achava asina kunaka nokuda kwokuerera uku. Viz kapitola |