Mupiro 15:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kanamunhu uneɀinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe okuɀinatsa kwake, ɀino asuke ŋguʋo dzake, ndokushambidza muʋiri wake nemvura inoyerera, anake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Kana munhu une zvinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe okuzvinatsa kwake, zvino asuke nguo dzake, ndokushambidza muviri wake nemvura inoyerera, anake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Kana munhurume uya ane zvanga zvichibuda maari zvamira kubuda, ngaagare mazuva manomwe okuchenurwa. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake mumvura yakanaka yakachena achava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Kana munhurume uya ane zvanga zvichibuda maari zvamira kubuda, ngaagare mazuva manomwe okuchenurwa. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake mumvura yakanaka yakachena achava munhu akachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Kana murume acheneswa kubva pakuerera kwake, anofanira kuverenga mazuva manomwe okucheneswa kwake; anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura yakachena, uye achava akachena. Viz kapitola |