Mupiro 15:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Aninani unoɓatwa nomunhu uneɀinoyerera, kana asina‐kumboshamba maʋoko ake nemvura, ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ani naani unobatwa nomunhu une zvinoyerera, kana asina kumboshamba maoko ake nemvura, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana munhu abatwa nomurume ane zviri kubuda maari asina kushamba maoko nemvura ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake nemvura achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana munhu abatwa nomurume ane zviri kubuda maari asina kushamba maoko nemvura ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake nemvura achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Ani naani achabatwa nomurume iyeye asina kushamba maoko ake anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |