Mupiro 15:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Aninani unoɓata cinhu cakaŋga ciri pasi pake, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; kunyaŋge wakatakura ɀinhu iɀo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ani naani unobata chinhu chakanga chiri pasi pake, uchava usina kunaka kusvikira madeko; kunyange wakatakura zvinhu izvo ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ani naani anobata chinenge chambogarwa nomunhu iyeyo atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Anenge atakura chinhu chakadaro, ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake nemvura. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ani naani anobata chinenge chambogarwa nomunhu iyeyo atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Anenge atakura chinhu chakadaro, ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake nemvura. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye ani naani achabata zvinhu zvanga zviri pasi pake achava asina kuchena kusvikira manheru; ani naani anonhonga zvinhu izvozvo anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |