Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 asi shiri mhenyu unofanira kuiregedza, kuti iende hayo kunze kweguta kusaŋgo; saiɀoɀo unofanira kuyananisira imba iyo, kuti iʋe yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

53 asi shiri mhenyu anofanira kuiregedza kuti iende hayo kunze kweguta kusango; saizvozvo anofanira kuyananisira imba iyo, kuti ive yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Ngaaende kunze kweguta aibhururutse itetereke zvayo nesango. Ndiko kuchenura kwaachaita imba iyoyo, ichibva yava isina kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Ngaaende kunze kweguta aibhururutse itetereke zvayo nesango. Ndiko kuchenura kwaachaita imba iyoyo, ichibva yava isina kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 Ipapo anofanira kuregedza shiri mhenyu kuti iende hayo kunze kweguta kusango. Nenzira iyi achayananisira imba uye ichava yakachena.”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:53

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy