Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ʋuye aninani unopinda mumba paŋguʋa yose yokupfigwa kwayo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Uye ani naani unopinda mumba panguva yose yokupfigwa kwayo uchava usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Ani naani anopinda mumba iyo panguva yainombonzi igare yakapfigwa achava akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Ani naani anopinda mumba iyo panguva yainombonzi igare yakapfigwa achava akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 “Munhu upi noupi achapinda muimba iyi painenge ichakapfigwa achava asina kuchena kusvika manheru.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy