Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino unofanira kuputsa imba, namabge ayo, namatanda ayo, nevu rose reimba, ndokuɀitakurira kunze kweguta kunɀimbo isina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino anofanira kuputsa imba, namabwe ayo, namatanda ayo, nevhu rose reimba, ndokuzvitakurira kunze kweguta kunzvimbo isina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Inofanira kupazwa, matombo ayo, mapuranga nokudzura kwose, zvotorwa zvoendeswa kunze kweguta kunzvimbo isina kuchena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy