Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 ipapo ŋgaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhiʋi dzose, mavu aʋanopara agoɗururirwa kunze kweguta panɀimbo isina‐kunaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 ipapo ngaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhivi dzose, mavhu avanopara agodururirwa kunze kweguta panzvimbo isina kunaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Ipapo ngaarayire kuti madziro ose omukati memba aparwe uye zvaparwa zvigoraswa kunzvimbo isina kuchena kunze kweguta.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy