Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino ŋgaacerekedze hosha; kana akaʋona kuti hosha iri mumadziro eimba; inamaʋara akapinda, akaita samatema kana matȿuku, akaita saakapinda mukati mamadziro,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino ngaacherekedze hosha; kana akaona kuti hosha iri mumadziro eimba; ina mavara akapinda, akaita samatema kana matsvuku, akaita saakapinda mukati mamadziro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Anofanira kuongorora chakwindi chiri mumadziro eimba uye kana pane makomba makomba ane ruvara rwezerere kana akatsvukuruka,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy