Mupiro 14:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 seɀaanogona kuwana, imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa, pamŋe cete necipiriso coʋupfu; kuti muprista ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 sezvaanogona kuwana, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa, pamwechete nechipiriso choupfu; kuti mupristi ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe ive yomupiro wokupisa pamwechete noupfu hwemupiro wembesanwa. Nokudaro mupristi achapira mupiro wokuripira pana Tenzi wokuitira munhu ari kuchenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe ive yomupiro wokupisa pamwechete noupfu hwemupiro wembesanwa. Nokudaro mupristi achapira mupiro wokuripira pana Tenzi wokuitira munhu ari kuchenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 imwe sechipiriso chechivi neimwe sechipiriso chinopiswa pamwe chete nechipiriso chezviyo. Nenzira iyi muprista achayananisira pamberi paJehovha, panzvimbo youya anofanira kucheneswa.” Viz kapitola |