Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 nenjiʋa mbiri, notwana tuʋiri twenjiʋa, seɀaanogona kuwana; imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe ciʋe cipiriso cinopiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 nenjiva mbiri, notwana tuviri twenjiva, sezvaanogona kuwana; imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chive chipiriso chinopiswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ngaaunzewo njiva mbiri kana man'ana maviri ehangaiwa dzaangakwanise kuwana yomupiro wokupfupira zvitadzo neyomupiro wokupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ngaaunzewo njiva mbiri kana man'ana maviri ehangaiwa dzaangakwanise kuwana yomupiro wokupfupira zvitadzo neyomupiro wokupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzaanokwanisa kuuya nadzo, imwe yechipiriso chechivi neimwe yechipiriso chinopiswa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy