Mupiro 14:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino muprista, unomunatsa, unofanira kuisa munhu unoɗa‐kunatswa pamberi paJehova, pamŋe cete neɀinhu iɀi, pamukoʋa wetente rokusoŋgana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Zvino mupristi, unomunatsa, anofanira kuisa munhu unoda kunatswa pamberi paJehovha, pamwechete nezvinhu izvi, pamukova wetende rokusangana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mupristi iyeyo ari kuchenura munhu ngaaise munhu iyeyo nezvinhu izvi pana Tenzi pamusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mupristi iyeyo ari kuchenura munhu ngaaise munhu iyeyo nezvinhu izvi pana Tenzi pamusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muprista achazivisa kuti akachena, anofanira kuuya nouya anofanira kucheneswa nezvipiriso zvake pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana. Viz kapitola |