Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi kana pakafunuka paciramba pacinyeŋga paganda, amboɀiratidza kumuprista kuti anzi wakanaka, ipapo unofanira kuɀiratidza ɀe kumuprista;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi kana pakafunuka pachiramba pachinyenga paganda, ambozviratidza kumupristi kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumupristi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi kana tumapundu tukapararira nomuviri wake shure kwokunge azviratidza kumuprista kuti zviziviswe kuti akachena, anofanira kuenda kumuprista zvakare.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy