Mupiro 13:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Kana muprista akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kunyeŋga paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 “Kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha haina kunyenga panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 “Asi kana muprista akachiongorora, maperembudzi asina kupararira muchipfeko kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chakagadzirwa nedehwe, Viz kapitola |