Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa; kana yomuceka, kana yamakushe amakwai; kana yeɗebge, kana cinhu cakaitwa neɗebge;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 kana iri yakarukwa, kana yakakoswa; kana yamucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedehwe, kana chinhu chakaitwa nedehwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 ungava mucheka wakarukwa kana mucheka wewuru kana wedehwe kana chinhu chakagadzirwa nedehwe,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy