Mupiro 13:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ŋguʋo ʋo inehosha yamaperembudzi, kana iri ŋguʋo yamakushe amakwai, kana iri ŋguʋo yomuceka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 “Nguowo ine hosha yamaperembudzi, kana iri nguo yamakushe amakwai, kana iri nguo yomucheka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 “Kana pahanzu yomunhu paine mavara echiundudzi ingave hanzu yewuru kana yerineni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 “Kana pahanzu yomunhu paine mavara echiundudzi ingave hanzu yewuru kana yerineni, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 “Kana nguo ipi neipi yazadzwa maperembudzi, ingava nguo yeshinda, kana yewuru kana yomucheka, Viz kapitola |