Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 munhu uyo unamaperembudzi, haana‐kunaka; muprista unofanira kureʋa kwaɀo kuti haana‐kunaka; hosha yake iri pamusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 munhu uyo una maperembudzi, haana kunaka; mupristi anofanira kureva kwazvo kuti haana kunaka; hosha yake iri pamusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 murume iyeye arwara uye haana kuchena. Muprista anofanira kuzivisa kuti haana kuchena nokuda kwechironda chiri pamusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy