Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ɀino muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti pakaɀimba pehosha pacena pakaita sapatȿuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Zvino mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti pakazvimba pehosha pachena pakaita sapatsvuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mupristi ngaamuongorore kana akaona pakazvimba paine vara rakatsvukuruka nokuchenuruka pamhanza yake kana pamapfeka zvinenge zvakaita sechirwere chamapere paganda romuviri womunhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Mupristi ngaamuongorore kana akaona pakazvimba paine vara rakatsvukuruka nokuchenuruka pamhanza yake kana pamapfeka zvinenge zvakaita sechirwere chamapere paganda romuviri womunhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Muprista anofanira kumuongorora uye kana kuzvimba kuri pamusoro pake kana pamhanza kwakatsvukuruka nokuchena sechirwere chinotapukira cheganda,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy